Johane 19:36 - Shona BIBLE36 Nokuti izvozvo zvakaitwa, kuti Rugwaro ruitike, runoti, “Pfupa rake haringavhunwi.” See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)36 Nokuti iɀoɀo ɀakaitwa, kuti Rugwaro ruitike, runoti: Fupa rake hariŋgavunwi. See the chapterShona Bible 1949 revised 200236 Nokuti izvozvo zvakaitwa, kuti Rugwaro ruitike, runoti, “Pfupa rake haringavhunwi.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika36 nokuti zvinhu izvi zvakaitika kuti chinyorwa chitsvene chizadziswe chinoti, “Hapana bvupa rake richatyorwa.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona36 nokuti zvinhu izvi zvakaitika kuti chinyorwa chitsvene chizadziswe chinoti, “Hapana bvupa rake richatyorwa.” See the chapter |