Johane 19:3 - Shona BIBLE3 vakauya kwaari, vachiti, “Kwaziwai, Mambo wavaJudha!” Vakamurova namaoko. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)3 ʋakaʋuya kwaari, ʋaciti: Kwaziwai, Mambo waʋaJuda! Ʋakamuroʋa namaʋoko. See the chapterShona Bible 1949 revised 20023 vakauya kwaari, vachiti, “Kwaziwai, Mambo wavaJudha!” Vakamurova namaoko. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika3 Vaipota vachiuya kwaari vachimukwazisa vachiti, “Kwaziwaika Mambo wavaJudha!” Vachimurova nembama. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona3 Vaipota vachiuya kwaari vachimukwazisa vachiti, “Kwaziwaika Mambo wavaJudha!” Vachimurova nembama. See the chapter |