Johane 19:28 - Shona BIBLE28 Shure kwaizvozvo, Jesu akati achiziva kuti zvose zvapera, kuti Rugwaro ruitike, akati, “Ndine nyota.” See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)28 Shure kwaiɀoɀo, Jesu wakati aciziʋa kuti ɀose ɀapera, kuti Rugwaro ruitike, akati: Ndinenyota. See the chapterShona Bible 1949 revised 200228 Shure kwaizvozvo, Jesu akati achiziva kuti zvose zvapera, kuti Rugwaro ruitike, akati, “Ndine nyota.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika28 Mushure maizvozvi Jesu paakaona kuti zvose zvazadziswa uye kuti Magwaro Matsvene azadziswe akati, “Ndine nyota.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona28 Mushure maizvozvi Jesu paakaona kuti zvose zvazadziswa uye kuti Magwaro Matsvene azadziswe akati, “Ndine nyota.” See the chapter |