Online Bible

- Advertisements -

Johane 19:27 - Shona BIBLE

27 Ipapo akati kumudzidzi, “Tarira mai vako.” Kubva panguva iyo mudzidzi akavatora, akavaisa kumba kwake.

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

27 Ipapo akati kumudzidzi: Tarira mai ʋako. Kubva paŋguʋa iyo mudzidzi akaʋatora, akaʋaisa kumba kwake.

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

27 Ipapo akati kumudzidzi, “Tarira mai vako.” Kubva panguva iyo mudzidzi akavatora, akavaisa kumba kwake.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

27 Ndokuti kumudzidzi wake, “Amai vako ava.” Kubvira ipapo mudzidzi uya akavatora akavaisa mumusha make.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

27 Ndokuti kumudzidzi wake, “Amai vako ava.” Kubvira ipapo mudzidzi uya akavatora akavaisa mumusha make.

See the chapter Copy

Johane 19:27

Follow us:

Advertisements

Advertisements