Johane 19:26 - Shona BIBLE26 Zvino Jesu akati achiona mai vake, nomudzidzi waaida, amirepo, akati kuna mai vake, “Mai tarirai, mwana wenyu.” See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)26 Ɀino Jesu wakati aciʋona mai ʋake, nomudzidzi waaiɗa, amire’po, akati kunamai ʋake: Mai, tarirai, mŋanakomana wenyu. See the chapterShona Bible 1949 revised 200226 Zvino Jesu akati achiona mai vake, nomudzidzi waaida, amirepo, akati kuna mai vake, “Mai tarirai, mwana wenyu.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika26 Jesu paakaona amai vake nomudzidzi wake wapamwoyo akamira pedyo, akati kuna amai vake, “Amai mwana wenyu uyu” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona26 Jesu paakaona amai vake nomudzidzi wake wapamwoyo akamira pedyo, akati kuna amai vake, “Amai mwana wenyu uyu” See the chapter |