Johane 19:21 - Shona BIBLE21 Ipapo vapristi vakuru vavaJudha vakati kuna Pirato, “Musanyora muchiti, ‘Mambo wavaJudha,’ asi kuti, ‘Iye akati, ndiri mambo wavaJudha.’ ” See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)21 Ipapo ʋaprista ʋakuru ʋaʋaJuda ʋakati kunaPirato: Musanyora muciti: Mambo waʋaJuda, asi kuti, Iye wakati: Ndiri mambo waʋaJuda. See the chapterShona Bible 1949 revised 200221 Ipapo vapristi vakuru vavaJudha vakati kuna Pirato, “Musanyora muchiti, ‘Mambo wavaJudha,’ asi kuti, ‘Iye akati, ndiri mambo wavaJudha.’ ” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika21 Saka vapristi vakuru vavaJudha vakati kuna Pirato, “Regai kunyora muchiti mambo wavaJudha asi kuti iye ndiye akati ndiri mambo wavaJudha.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona21 Saka vapristi vakuru vavaJudha vakati kuna Pirato, “Regai kunyora muchiti mambo wavaJudha asi kuti iye ndiye akati ndiri mambo wavaJudha.” See the chapter |