Johane 18:9 - Shona BIBLE9 kuti shoko, raakareva, riitike, rokuti, “Handina kurasikirwa nomumwe kuna ivavo vamakandipa.” See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)9 kuti shoko, raakareʋa, riitike, rokuti: Handina‐kurashikirwa nomumŋe kunaiʋaʋo ʋamakandipa. See the chapterShona Bible 1949 revised 20029 kuti shoko, raakareva, riitike, rokuti, “Handina kurasikirwa nomumwe kuna ivavo vamakandipa.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika9 Izvi zvaizadzisa zvaakanga ataura achiti, “Pane vamakandipa hapana wandakarasikirwa naye.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona9 Izvi zvaizadzisa zvaakanga ataura achiti, “Pane vamakandipa hapana wandakarasikirwa naye.” See the chapter |