Johane 18:7 - Shona BIBLE7 Zvino akavabvunzazve, achiti, “Munotsvaka aniko?” Vakati, “Jesu weNazareta.” See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)7 Ɀino akaʋabvunza ɀe, aciti: Munotȿaka aniko? Ʋakati: Jesu weNazareta. See the chapterShona Bible 1949 revised 20027 Zvino akavabvunzazve, achiti, “Munotsvaka aniko?” Vakati, “Jesu weNazareta.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika7 Jesu akavabvunzazve akati, “Ndiani wamuri kutsvaka?” Ivo vakati, “Jesu weNazareti.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona7 Jesu akavabvunzazve akati, “Ndiani wamuri kutsvaka?” Ivo vakati, “Jesu weNazareti.” See the chapter |