Johane 18:40 - Shona BIBLE40 Ipapo vakadanidzira vose, vachiti, “Munhu uyu kwete, asi Bharabhasi!” Zvino Bharabhasi akanga ari gororo. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)40 Ipapo ʋakaɗanidzira ʋose, ʋaciti: Munhu uyu kwete, asi Barabasi! Ɀino Barabasi wakaŋga ari gororo. See the chapterShona Bible 1949 revised 200240 Ipapo vakadanidzira vose, vachiti, “Munhu uyu kwete, asi Bharabhasi!” Zvino Bharabhasi akanga ari gororo. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika40 Vakadaidzirazve vachiti, “Kwete munhu uyu asi Bharabhasi,” zvino Bharabhasi akanga ari gororo. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona40 Vakadaidzirazve vachiti, “Kwete munhu uyu asi Bharabhasi,” zvino Bharabhasi akanga ari gororo. See the chapter |