Johane 18:39 - Shona BIBLE39 Asi imi mune tsika kuti ndikusunungurirei mumwe nePasika; zvino munoda kuti ndikusunungurirei mambo wavaJudha here?” See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)39 Asi imi munetsika kuti ndikusunuŋgurirei mumŋe nepaseka; ɀino munoɗa kuti ndikusunuŋgurirei mambo waʋaJuda here? See the chapterShona Bible 1949 revised 200239 Asi imi mune tsika kuti ndikusunungurirei mumwe nePasika; zvino munoda kuti ndikusunungurirei mambo wavaJudha here?” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika39 asi imi munetsika yokuti ndinofanira kukusunungurirai munhu mumwechete paPasika. Munoda here kuti ndikusunungurirei Mambo wavaJudha?” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona39 asi imi munetsika yokuti ndinofanira kukusunungurirai munhu mumwechete paPasika. Munoda here kuti ndikusunungurirei Mambo wavaJudha?” See the chapter |