Online Bible

- Advertisements -




Johane 18:38 - Shona BIBLE

38 Pirato akati kwaari, “Chokwadi Chiiko?” Akati areva izvozvi, akabudirazve kuvaJudha, akati kwavari, “Ini handiwani mhosva kwaari.

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

38 Pirato akati kwaari: Ɀokwaɗi cinyiko? Akati areʋa iɀoɀo, akaɓuɗira ɀe kuʋaJuda, akati kwaʋari: Ini handiwani mhoȿa kwaari.

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

38 Pirato akati kwaari, “Chokwadi chinyiko?” Akati areva izvozvi, akabudirazve kuvaJudha, akati kwavari, “Ini handiwani mhosva kwaari.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

38 Pirato akabva amuti, “Chokwadi chii?” Paakapedza kutaura izvi akaendazve kuvaJudha akavataurira kuti, “Ini handioni mhosva yaanayo

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

38 Pirato akabva amuti, “Chokwadi chii?” Paakapedza kutaura izvi akaendazve kuvaJudha akavataurira kuti, “Ini handioni mhosva yaanayo

See the chapter Copy




Johane 18:38

Follow us:

Advertisements


Advertisements