Johane 18:34 - Shona BIBLE34 Jesu akapindura, akati, “Unozvireva izvi pachako here, kana wazviudzwa navamwe pamusoro pangu?” See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)34 Jesu akapindura, akati: Unoɀireʋa iɀi pacako here, kana waɀiʋudzwa naʋamŋe pamsoro paŋgu? See the chapterShona Bible 1949 revised 200234 Jesu akapindura, akati, “Unozvireva izvi pachako here, kana wazviudzwa navamwe pamusoro pangu?” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika34 Jesu akapindura achiti, “Izvi zviri kubva mupfungwa dzenyu here kana kuti matotaurirwa navamwe nezvangu?” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona34 Jesu akapindura achiti, “Izvi zviri kubva mupfungwa dzenyu here kana kuti matotaurirwa navamwe nezvangu?” See the chapter |