Johane 18:31 - Shona BIBLE31 Zvino Pirato akati kwavari, “Chimutorai imi, mumutonge nomurairo wenyu.” VaJudha vakati kwaari, “Hatina kutenderwa isu kuti tiuraye munhu;” See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)31 Ɀino Pirato akati kwaʋari: Cimutorai imi, mumutoŋge nomurairo wenyu. ƲaJuda ʋakati kwaari: Hatina‐kutenderwa isu kuti tiʋuraye munhu; See the chapterShona Bible 1949 revised 200231 Zvino Pirato akati kwavari, “Chimutorai imi, mumutonge nomurayiro wenyu.” VaJudha vakati kwaari, “Hatina kutenderwa isu kuti tiuraye munhu;” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika31 Pirato akavati, “Chimutoraika iyemi mundomutonga maererano nomutemo wenyu.” VaJudha vakati kwaari, “Isu hatibvumirwi kuuraya munhu.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona31 Pirato akavati, “Chimutoraika iyemi mundomutonga maererano nomutemo wenyu.” VaJudha vakati kwaari, “Isu hatibvumirwi kuuraya munhu.” See the chapter |