Johane 18:17 - Shona BIBLE17 Zvino musikana, wairinda musuwo, akati kuna Petirosi, “Newewo uri mumwe wavadzidzi vomunhu uyu here?” Akati, “Handisati.” See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)17 Ɀino musikana, wairinda mukoʋa, akati kunaPetro: Newe ʋo uri mumŋe waʋadzidzi ʋomunhu uyu here? Akati: Handizati. See the chapterShona Bible 1949 revised 200217 Zvino musikana, wairinda musuo, akati kuna Petirosi, “Newewo uri mumwe wavadzidzi vomunhu uyu here?” Akati, “Handisati.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika17 Musikana uya webasa aichengetedza pasuo guru akati kuna Pita, “Iwe hausi mumwe wavadzidzi vomunhu uyu here?” Pita akati, “Handisiri.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona17 Musikana uya webasa aichengetedza pasuo guru akati kuna Pita, “Iwe hausi mumwe wavadzidzi vomunhu uyu here?” Pita akati, “Handisiri.” See the chapter |