Johane 17:4 - Shona BIBLE4 Ndakakukudzai panyika, ndapedza basa ramakandipa kuti ndiriite. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)4 Ndakakukudzai panyika, ndapedza ɓasa ramakandipa kuti ndiriite. See the chapterShona Bible 1949 revised 20024 Ndakakukudzai panyika, ndapedza basa ramakandipa kuti ndiriite. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika4 Ndakakuwanisai mukurumbira panyika nokupedza kwandakaita basa ramakandipa kuti ndiite. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona4 Ndakakuwanisai mukurumbira panyika nokupedza kwandakaita basa ramakandipa kuti ndiite. See the chapter |