Online Bible

- Advertisements -

Johane 17:24 - Shona BIBLE

24 “Baba ndinoda kuti avo vamakandipa, vavewo neni apo pandiri, kuti vaone kubwinya kwangu, kwamakandipa, nokuti makandida nyika isati yavambwa.

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

24 Ƃaɓa, ndinoɗa kuti aʋo ʋamakandipa, ʋaʋe ʋo neni apo pandiri, kuti ʋaʋone kubginya kwaŋgu, kwamakandipa, nokuti makandiɗa nyika isati yaʋambga.

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

24 “Baba ndinoda kuti avo vamakandipa, vavewo neni apo pandiri, kuti vaone kubwinya kwangu, kwamakandipa, nokuti makandida nyika isati yavambwa.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

24 “Baba ndinodawo kuti avo vamakandipa vave kwandinenge ndiri vaonewo mbiri yangu yamakandipa pamusana porudo rwenyu kwandiri pasi pasati pavapo.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

24 “Baba ndinodawo kuti avo vamakandipa vave kwandinenge ndiri vaonewo mbiri yangu yamakandipa pamusana porudo rwenyu kwandiri pasi pasati pavapo.

See the chapter Copy

Johane 17:24

Follow us:

Advertisements

Advertisements