Online Bible

- Advertisements -

Johane 16:4 - Shona BIBLE

4 “Asi ndakakuudzai izvi, kuti kana nguva yazvo yasvika, mugozviyeuka, kuti ndakakuudzai. Handina kukuudzai izvi kubva pakutanga, nokuti ndaiva nemi.

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

4 Asi ndakakuʋudzai iɀi, kuti kana ŋguʋa yaɀo yaȿika, mugoɀiraŋgarira, kuti ndakakuʋudzai. Handina‐kukuʋudzai iɀi kubva pakutaŋga, nokuti ndaiʋa nemi.

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

4 “Asi ndakakuudzai izvi, kuti kana nguva yazvo yasvika, mugozviyeuka, kuti ndakakuudzai. Handina kukuudzai izvi kubva pakutanga, nokuti ndaiva nemi.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

4 Asi ndataura izvi kwamuri kuti kana nguva yazvo yosvika, muyeuke kuti ndakambokutaurirai nezvazvo. “Handina kunge ndichikutaurirai zvinhu izvi pakutanga nokuti ndanga ndiinemi.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

4 Asi ndataura izvi kwamuri kuti kana nguva yazvo yosvika, muyeuke kuti ndakambokutaurirai nezvazvo. “Handina kunge ndichikutaurirai zvinhu izvi pakutanga nokuti ndanga ndiinemi.

See the chapter Copy

Johane 16:4

Follow us:

Advertisements

Advertisements