Johane 16:33 - Shona BIBLE33 Ndakareva izvozvi kwamuri, kuti muve norugare mandiri. Panyika munotambudzika; asi tsungai mwoyo, ini ndakakunda nyika.” See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)33 Ndakareʋa iɀoɀi kwamuri, kuti muʋe norugare mandiri. Panyika munotambudzika; asi tsuŋgai mŋoyo, ini ndakakunda nyika. See the chapterShona Bible 1949 revised 200233 Ndakareva izvozvi kwamuri, kuti muve norugare mandiri. Panyika munotambudzika; asi tsungai mwoyo, ini ndakakunda nyika.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika33 Ndakutaurirai izvi kuti muwane rugare mandiri. Pasi pano muchava namatambudziko asi tsungai mwoyo ndakakunda pasi.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona33 Ndakutaurirai izvi kuti muwane rugare mandiri. Pasi pano muchava namatambudziko asi tsungai mwoyo ndakakunda pasi.” See the chapter |