Online Bible

- Advertisements -

Johane 16:30 - Shona BIBLE

30 Zvino toziva, kuti munoziva zvose, hamutsvaki kuti munhu akubvunzei; tinotenda izvozvi kuti makabva kuna Mwari.”

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

30 Ɀino toziʋa, kuti munoziʋa ɀose, hamutȿaki kuti munhu akubvunzei; tinotenda naiɀoɀi kuti makabva kunaMŋari.

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

30 Zvino toziva, kuti munoziva zvose, hamutsvaki kuti munhu akubvunzei; tinotenda izvozvi kuti makabva kuna Mwari.”

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

30 Zvino tava kuziva kuti munoziva zvose uye kuti hamumiriri kuti munhu atange akubvunzai; nezvo tava kutenda kuti makabva kuna Mwari.”

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

30 Zvino tava kuziva kuti munoziva zvose uye kuti hamumiriri kuti munhu atange akubvunzai; nezvo tava kutenda kuti makabva kuna Mwari.”

See the chapter Copy

Johane 16:30

Follow us:

Advertisements

Advertisements