Online Bible

- Advertisements -




Johane 14:9 - Shona BIBLE

9 Jesu akati kwaari, “Ndakava nemi nguva refu yakadai, ko hausati wandiziva here, Firipi? Andiona ini, aona Baba; zvino unoreva seiko, uchiti, ‘Tiratidzei Baba?’

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

9 Jesu akati kwaari: Ndakaʋa nemi ŋguʋa refu yakaɗai, ko hauzati wandiziʋa here, Firipo? Wandiʋona ini, waʋona Ƃaɓa; ɀino unoreʋa seiko, uciti: Tiratidzei Ƃaɓa?

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

9 Jesu akati kwaari, “Ndakava nemi nguva refu yakadai, ko hausati wandiziva here, Firipi? Andiona ini, aona baba; zvino unoreva seiko, uchiti, ‘Tiratidzei baba?’

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

9 Jesu akati kwaari, “Nhai Firipi, ko zvandagarazve nguva ndefu yakadai nemi, nanhasi wose haundizivi? Inga wani akaona ini akaona Baba. Zvino ungagoti seiko tiratidzei Baba?

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

9 Jesu akati kwaari, “Nhai Firipi, ko zvandagarazve nguva ndefu yakadai nemi, nanhasi wose haundizivi? Inga wani akaona ini akaona Baba. Zvino ungagoti seiko tiratidzei Baba?

See the chapter Copy




Johane 14:9

Follow us:

Advertisements


Advertisements