Johane 14:30 - Shona BIBLE30 Handichazotauri zvizhinji nemi, nokuti muchinda wenyika anouya; asi haana chinhu kwandiri; See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)30 Handicazotauri ɀizhinji nemi, nokuti mucinda wenyika unoʋuya; asi haanecinhu kwandiri; See the chapterShona Bible 1949 revised 200230 Handichazotauri zvizhinji nemi, nokuti muchinda wenyika anouya; asi haana chinhu kwandiri; See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika30 Handichataura nemi zvakawanda nokuti mutongi wapasi pano ari kuuya asi hapana chaanondiita. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona30 Handichataura nemi zvakawanda nokuti mutongi wapasi pano ari kuuya asi hapana chaanondiita. See the chapter |