Online Bible

- Advertisements -




Johane 13:3 - Shona BIBLE

3 Jesu achiziva kuti Baba vakamupa zvinhu zvose mumaoko ake, uye kuti akabva kuna Mwari, uye kuti anoenda kuna Mwari;

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

3 Jesu aciziʋa kuti Ƃaɓa ʋakamupa ɀinhu ɀose mumaʋoko ake, ʋuye kuti wakabva kunaMŋari, ʋuye kuti unoenda kunaMŋari;

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

3 Jesu achiziva kuti baba vakamupa zvinhu zvose mumaoko ake, uye kuti akabva kuna Mwari, uye kuti anoenda kuna Mwari;

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

3 Jesu aizviziva kuti Baba vakanga vaisa zvinhu zvose mumaoko ake, uye kuti akabva kuna Mwari uyezve kuti akanga avakudzokera kuna Mwari.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

3 Jesu aizviziva kuti Baba vakanga vaisa zvinhu zvose mumaoko ake, uye kuti akabva kuna Mwari uyezve kuti akanga avakudzokera kuna Mwari.

See the chapter Copy




Johane 13:3

Follow us:

Advertisements


Advertisements