Online Bible

- Advertisements -

Johane 13:26 - Shona BIBLE

26 Ipapo Jesu akapindura, akati, “Ndiye wandichapa chimedu, kana ndachiseva.” Zvino akati aseva chimedu, akachitora, akapa Judhasi, mwanakomana waSimoni Isikarioti.

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

26 Ipapo Jesu akapindura, akati: Ndiye wandicapa cimeɗu, kana ndaciseʋa. Ɀino wakati aseʋa cimeɗu, akacitora, akapa Judasi, mŋanakomana waSimoni Iskarioti.

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

26 Ipapo Jesu akapindura, akati, “Ndiye wandichapa chimedu, kana ndachiseva.” Zvino akati aseva chimedu, akachitora, akapa Judhasi, mwanakomana waSimoni Isikarioti.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

26 Jesu akapindura achiti, “Ndouyo wandichapa musuva uyu ndauseva.” Saizvozvo akaseva musuva uya akaupa kuna Judhasi mwana waSimoni Isikarioti.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

26 Jesu akapindura achiti, “Ndouyo wandichapa musuva uyu ndauseva.” Saizvozvo akaseva musuva uya akaupa kuna Judhasi mwana waSimoni Isikarioti.

See the chapter Copy

Johane 13:26

Follow us:

Advertisements

Advertisements