Johane 13:11 - Shona BIBLE11 Nokuti akanga achiziva uyo aizomupandukira saka akati, “Hamuna kunaka mose.” See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)11 Nokuti wakaŋga aciziʋa uyo waizomupandukira, saka akati: Hamuna‐kunaka mose. See the chapterShona Bible 1949 revised 200211 Nokuti akanga achiziva uyo aizomupandukira saka akati, “Hamuna kunaka mose.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika11 Akadaro nokuti aiziva aizomutengesa. Ndokusaka akati hamusi mose makachena. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona11 Akadaro nokuti aiziva aizomutengesa. Ndokusaka akati hamusi mose makachena. See the chapter |