Johane 12:46 - Shona BIBLE46 Ini ndakauya munyika, ndiri chiedza, kuti ani naani anotenda kwandiri arege kugara murima. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)46 Ini ndakaʋuya munyika, ndiri ciedza, kuti aninani unotenda kwandiri arege kugara murima. See the chapterShona Bible 1949 revised 200246 Ini ndakauya munyika, ndiri chiedza, kuti ani naani anotenda kwandiri arege kugara murima. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika46 Ndakauya sechiedza pasi pano kuti ani naani anotenda mandiri arege kugara murima. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona46 Ndakauya sechiedza pasi pano kuti ani naani anotenda mandiri arege kugara murima. See the chapter |