Johane 12:42 - Shona BIBLE42 Asi kunyangwe zvakadaro vazhinji vavabati vakatenda kwaari; asi vakanga vasingamureururi nokuda kwavaFarisi, kuti varege kubudiswa musinagoge; See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)42 Asi kunyaŋge ɀakaɗaro ʋazhinji ʋaʋaɓati ʋakatenda kwaari; asi ʋakaŋga ʋasiŋgamureʋururi nokuɗa kwaʋaFarise, kuti ʋarege kuɓuɗiswa musinagoge; See the chapterShona Bible 1949 revised 200242 Asi kunyange zvakadaro vazhinji vavabati vakatenda kwaari; asi vakanga vasingamureururi nokuda kwavaFarisi, kuti varege kubudiswa musinagoge; See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika42 Zvakadaro zvazvo vanhu vazhinji, kunyange vakuru vakuru vakadavira maari. Asi pamusana pokutya vaFarisei havana kugona kuzvidura pachena kuri kutya kuti vangadzingwe muSinagogu. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona42 Zvakadaro zvazvo vanhu vazhinji, kunyange vakuru vakuru vakadavira maari. Asi pamusana pokutya vaFarisei havana kugona kuzvidura pachena kuri kutya kuti vangadzingwe muSinagogu. See the chapter |