Johane 12:23 - Shona BIBLE23 Jesu akavapindura, akati, “Nguva yasvika, kuti Mwanakomana womunhu akudzwe. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)23 Jesu akaʋapindura, akati: Ŋguʋa yaȿika, kuti Mŋanakomana womunhu akudzwe. See the chapterShona Bible 1949 revised 200223 Jesu akavapindura, akati, “Nguva yasvika, kuti Mwanakomana womunhu akudzwe. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika23 Jesu akavapindura achiti, “Nguva yasvika yokuti Mwanakomana womunhu zvino achiwana mukurumbira. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona23 Jesu akavapindura achiti, “Nguva yasvika yokuti Mwanakomana womunhu zvino achiwana mukurumbira. See the chapter |