Johane 12:19 - Shona BIBLE19 Ipapo VaFarisi vakataurirana, vachiti, “Munoona henyu kuti hamugoni chinhu; tarirai, nyika yose yamutevera.” See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)19 Ipapo ʋaFarise ʋakataurirana, ʋaciti: Munoʋona henyu kuti hamugoni cinhu; tarirai, nyika yose yamuteʋera. See the chapterShona Bible 1949 revised 200219 Ipapo vaFarisi vakataurirana, vachiti, “Munoona henyu kuti hamugoni chinhu; tarirai, nyika yose yamutevera.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika19 VaFarisei vakataurirana kuti, “Chitarisaika muone. Hapana chamunombogona kuita. Onai nyika yotomutevera.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona19 VaFarisei vakataurirana kuti, “Chitarisaika muone. Hapana chamunombogona kuita. Onai nyika yotomutevera.” See the chapter |