Johane 12:15 - Shona BIBLE15 “Usatya, mukunda weZioni; tarira Mambo wako anouya, agere pamusoro pemhuru yembongoro.” See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)15 Usatya, mukunda weZioni; tarira Mambo wako unoʋuya, agere pamsoro pemhuru yemboŋgoro. See the chapterShona Bible 1949 revised 200215 “Usatya, mukunda weZioni; tarira Mambo wako anouya, agere pamusoro pemhuru yembongoro.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika15 “Usatye zvako iwe mukunda weZioni, tarisa uone mambo wako ari kuuya akatasva pachigondora chedhongi.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona15 “Usatye zvako iwe mukunda weZioni, tarisa uone mambo wako ari kuuya akatasva pachigondora chedhongi.” See the chapter |