Johane 12:12 - Shona BIBLE12 Zvino ava mangwana vanhu vazhinji zhinji, vakanga vauya kumutambo, vakati vanzwa kuti Jesu auya Jerusaremu, See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)12 Ɀino aʋa maŋgwana ʋanhu ʋazhinji‐zhinji, ʋakaŋga ʋaʋuya kumutambo, ʋakati ʋanzwa kuti Jesu woʋuya Jerusarema, See the chapterShona Bible 1949 revised 200212 Zvino ava mangwana vanhu vazhinji-zhinji, vakanga vauya kumutambo, vakati vanzwa kuti Jesu auya Jerusaremu, See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika12 Zuva ramangwana racho gungano guru ravanhu rakanga rauya kuzuva guru rakanzwa kuti Jesu ari kuuya kuJerusaremu. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona12 Zuva ramangwana racho gungano guru ravanhu rakanga rauya kuzuva guru rakanzwa kuti Jesu ari kuuya kuJerusaremu. See the chapter |