Johane 11:8 - Shona BIBLE8 Vadzidzi vakati kwaari, “Rabhi, vaJudha vakanga vachikutsvakai iko zvino, kuti vakutakei namabwe; zvino moendazve ikoko here?” See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)8 Ʋadzidzi ʋakati kwaari: Rabi, ʋaJuda ʋakaŋga ʋacikutȿakai ikoɀino, kuti ʋakutakei namabge; ɀino moenda ɀe ikoko here? See the chapterShona Bible 1949 revised 20028 Vadzidzi vakati kwaari, “Rabhi, vaJudha vakanga vachikutsvakai ikozvino, kuti vakutakei namabwe; zvino moendazve ikoko here?” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika8 Vadzidzi vake vakamuti, “Rabhi vaJudha vaida kutokutakai namabwe, ko zvino modzokerazve here ikoko?” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona8 Vadzidzi vake vakamuti, “Rabhi vaJudha vaida kutokutakai namabwe, ko zvino modzokerazve here ikoko?” See the chapter |