Johane 11:57 - Shona BIBLE57 Zvino vapristi vakuru navaFarisi vakanga varayira, kuti, ani naani kana achiziva kwaari, avazivise, kuti vandomubata. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)57 Ɀino ʋaprista ʋakuru naʋaFarise ʋakaŋga ʋaraira, kuti, aninani kana aciziʋa kwaari, aʋaziʋise, kuti ʋandomuɓata. See the chapterShona Bible 1949 revised 200257 Zvino vapristi vakuru navaFarisi vakanga varayira, kuti, ani naani kana achiziva kwaari, avazivise, kuti vandomubata. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika57 Zvino vapristi vakuru navaFarisei vakanga vakomera kuti anenge angoziva kwaari anofanira kuvazivisa kuti vamusunge. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona57 Zvino vapristi vakuru navaFarisei vakanga vakomera kuti anenge angoziva kwaari anofanira kuvazivisa kuti vamusunge. See the chapter |