Johane 11:52 - Shona BIBLE52 rusati ruri rudzi rwoga, asi kuti aunganidze pamwechete vana vaMwari vakapararira. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)52 rusati ruri rudzi rwoga, asi kuti aʋuŋganidze pamŋe cete ʋana ʋaMŋari ʋakapararira. See the chapterShona Bible 1949 revised 200252 rusati ruri rudzi rwoga, asi kuti aunganidze pamwechete vana vaMwari vakapararira. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika52 Uye kwete kufira rudzi chete asi kukokorodza pamwechete vana vaMwari vakapararira kwose kwose. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona52 Uye kwete kufira rudzi chete asi kukokorodza pamwechete vana vaMwari vakapararira kwose kwose. See the chapter |