Johane 11:42 - Shona BIBLE42 Asi ndakanga ndichiziva, kuti munosindinzwa nguva dzose; asi ndakazvireva nokuda kwavazhinji vakandikomba, kuti vatende kuti makandituma.” See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)42 Asi ndakaŋga ndiciziʋa, kuti munosindinzwa ŋguʋa dzose; asi ndakaɀireʋa nokuɗa kwaʋazhinji ʋakandikomba, kuti ʋatende kuti makandituma. See the chapterShona Bible 1949 revised 200242 Asi ndakanga ndichiziva, kuti munosindinzwa nguva dzose; asi ndakazvireva nokuda kwavazhinji vakandikomba, kuti vatende kuti makandituma.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika42 Ndinoziva kuti munondinzwa nguva dzose. Asi ndataura izvi kuitira vanhu vamire pano ava, vadavire kuti makandituma.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona42 Ndinoziva kuti munondinzwa nguva dzose. Asi ndataura izvi kuitira vanhu vamire pano ava, vadavire kuti makandituma.” See the chapter |