Johane 11:33 - Shona BIBLE33 Zvino Jesu akati achimuona achichema, navaJudha vakanga vauya naye, vachichemawo, akafa neshungu mumweya, akatambudzika, See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)33 Ɀino Jesu wakati acimuʋona acicema, naʋaJuda ʋakaŋga ʋaʋuya naye, ʋacicema ʋo, akafa neshuŋgu mumŋeya, akatambudzika, See the chapterShona Bible 1949 revised 200233 Zvino Jesu akati achimuona achichema, navaJudha vakanga vauya naye, vachichemawo, akafa neshungu mumweya, akatambudzika, See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika33 Jesu paakamuona achichema uye vaJudha vaakauya navo vachichemawo, akashungurudzwa mwoyo akatambudzika. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona33 Jesu paakamuona achichema uye vaJudha vaakauya navo vachichemawo, akashungurudzwa mwoyo akatambudzika. See the chapter |