Online Bible

- Advertisements -




Johane 11:31 - Shona BIBLE

31 Zvino vaJudha, vakanga vari mumba naye vachimubata ruoko, vakati vachiona Maria achikurumidza kusimuka achibuda, vakamutevera, vachiti unoenda kuhwiro kundochemako.

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

31 Ɀino ʋaJuda, ʋakaŋga ʋari mumba naye ʋacimuɓata ruʋoko, ʋakati ʋaciʋona Maria acikurumidza kusimuka aciɓuɗa, ʋakamuteʋera, ʋaciti, unoenda kubgiro kundocema’ko.

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

31 Zvino vaJudha, vakanga vari mumba naye vachimubata ruoko, vakati vachiona Maria achikurumidza kusimuka achibuda, vakamutevera, vachiti unoenda kubwiro kundochemako.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

31 Naizvozvo vaJudha vakanga vaina Maria mumba vachimubata maoko, pavakamuona achisimuka nokukurumidza achibuda vakamutevera vachifunga kuti avakuenda kuguva kundochemako.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

31 Naizvozvo vaJudha vakanga vaina Maria mumba vachimubata maoko, pavakamuona achisimuka nokukurumidza achibuda vakamutevera vachifunga kuti avakuenda kuguva kundochemako.

See the chapter Copy




Johane 11:31

Follow us:

Advertisements


Advertisements