Johane 11:28 - Shona BIBLE28 Akati areva izvovo, akandodana Maria, munun'una wake, akati kwaari vari voga, “Mudzidzisi asvika, anokudana.” See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)28 Wakati areʋa iɀoɀo, akandoɗana Maria, munuŋuna wake, akati kwaari ʋari ʋoga: Mudzidzisi waȿika, unokuɗana. See the chapterShona Bible 1949 revised 200228 Akati areva izvovo, akandodana Maria, munun'una wake, akati kwaari vari voga, “Mudzidzisi asvika, anokudana.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika28 Paakataura izvi akaenda akadaidza munun'una wake Maria chinyararire achiti, “Mudzidzisi ari pano uye anokudana.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona28 Paakataura izvi akaenda akadaidza munun'una wake Maria chinyararire achiti, “Mudzidzisi ari pano uye anokudana.” See the chapter |