Johane 11:25 - Shona BIBLE25 Jesu akati kwaari, “Ndini kumuka noupenyu; anotenda kwandiri, kunyangwe akafa, achararama. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)25 Jesu akati kwaari: Ndini kumuka noʋupenyu; unotenda kwandiri, kunyaŋge akafa, ucararama. See the chapterShona Bible 1949 revised 200225 Jesu akati kwaari, “Ndini kumuka noupenyu; anotenda kwandiri, kunyange akafa, achararama. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika25 Jesu akati kwaari, “Ndini kumuka nouupenyu. Anotenda mandiri kunyange akafa achava mupenyu. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona25 Jesu akati kwaari, “Ndini kumuka nouupenyu. Anotenda mandiri kunyange akafa achava mupenyu. See the chapter |