Johane 11:22 - Shona BIBLE22 Kunyangwe zvino ndinoziva, kuti zvose zvamunokumbira kuna Mwari, Mwari achakupai.” See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)22 Kunyaŋge ɀino ndinoziʋa, kuti ɀose ɀamunokumbira kunaMŋari, Mŋari ucakupai. See the chapterShona Bible 1949 revised 200222 Kunyange zvino ndinoziva, kuti zvose zvamunokumbira kuna Mwari, Mwari achakupai.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika22 Nyange iye zvino ndinoziva kuti chose chamunokumbira kuna Mwari, Mwari anokupai.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona22 Nyange iye zvino ndinoziva kuti chose chamunokumbira kuna Mwari, Mwari anokupai.” See the chapter |