Johane 11:19 - Shona BIBLE19 vazhinji vavaJudha vakanga vauya kuna Marita naMaria, kuti vavabate ruoko pamusoro pehanzvadzi yavo. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)19 ʋazhinji ʋaʋaJuda ʋakaŋga ʋaʋuya kunaMarta naMaria, kuti ʋaʋaɓate ruʋoko pamsoro pehanɀadzi yaʋo. See the chapterShona Bible 1949 revised 200219 vazhinji vavaJudha vakanga vauya kuna Marita naMaria, kuti vavabate ruoko pamusoro pehanzvadzi yavo. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika19 VaJudha vazhinji vakanga vauya kuna Marita naMaria kuzovabata maoko ehanzvadzi yavo. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona19 VaJudha vazhinji vakanga vauya kuna Marita naMaria kuzovabata maoko ehanzvadzi yavo. See the chapter |