Johane 11:17 - Shona BIBLE17 Zvino Jesu akati achisvika, akamuwana atova muhwiro mazuva mana. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)17 Ɀino Jesu wakati aciȿika, akamuwana atoʋa mubgiro mazuʋa manna. See the chapterShona Bible 1949 revised 200217 Zvino Jesu akati achisvika, akamuwana atova mubwiro mazuva mana. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika17 Jesu paakasvika akawana Razaro atova muguva kwamazuva mana. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona17 Jesu paakasvika akawana Razaro atova muguva kwamazuva mana. See the chapter |