Johane 10:38 - Shona BIBLE38 asi kana ndichiaita, kunyangwe musinganditendi ini, tendai mabasa, mugoziva nokunzwisisa, kuti Baba vari mandiri, neni ndiri muna Baba.” See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)38 asi kana ndiciaita, kunyaŋge musiŋganditendi ini, tendai maɓasa, mugoziʋa nokuziʋisisa, kuti Ƃaɓa ʋari mandiri, neni ndiri munaƂaɓa. See the chapterShona Bible 1949 revised 200238 asi kana ndichiaita, kunyange musinganditendi ini, tendai mabasa, mugoziva nokunzwisisa, kuti baba vari mandiri, neni ndiri muna baba.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika38 Asi kana ndichiaita kunyange zvenyu musingatendi mandiri tendai mabasa kuti muzive uye munzwisise kuti Baba vari mandiri uye kuti Ini ndiri muna Baba.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona38 Asi kana ndichiaita kunyange zvenyu musingatendi mandiri tendai mabasa kuti muzive uye munzwisise kuti Baba vari mandiri uye kuti Ini ndiri muna Baba.” See the chapter |