Johane 10:32 - Shona BIBLE32 Jesu akavapindura, akati, “Ndakakuratidzai mabasa mazhinji akanaka akabva kuna Baba; munonditakira basa ripiko kuna iwaya?” See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)32 Jesu akaʋapindura, akati: Ndakakuratidzai maɓasa mazhinji akanaka akabva kunaƂaɓa; munonditakira ɓasa ripiko kunaiwayo? See the chapterShona Bible 1949 revised 200232 Jesu akavapindura, akati, “Ndakakuratidzai mabasa mazhinji akanaka akabva kuna baba; munonditakira basa ripiko kuna iwaya?” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika32 Jesu akavapindura achiti, “Ndakakuratidzai mabasa mazhinji akanaka anobva kuna Baba; amunonditakira ndaapi ipapa?” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona32 Jesu akavapindura achiti, “Ndakakuratidzai mabasa mazhinji akanaka anobva kuna Baba; amunonditakira ndaapi ipapa?” See the chapter |