Johane 10:29 - Shona BIBLE29 Zvandakapiwa naBaba vangu zvikuru kuna zvose; hakuna munhu ungaabvuta muruoko rwaBaba vangu. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)29 Ɀandakapiwa naƂaɓa ʋaŋgu ɀikuru kuneɀose; hakunomunhu uŋgaabvuta muruʋoko rwaƂaɓa ʋaŋgu. See the chapterShona Bible 1949 revised 200229 Zvandakapiwa nababa vangu zvikuru kuna zvose; hakuna munhu ungaabvuta muruoko rwababa vangu. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika29 Baba vangu vakadzipa kwandiri vakuru kupinda ani zvake uye hapana anogona kudzibvuta mumaoko aBaba. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona29 Baba vangu vakadzipa kwandiri vakuru kupinda ani zvake uye hapana anogona kudzibvuta mumaoko aBaba. See the chapter |