Johane 10:15 - Shona BIBLE15 Baba sezvavanondiziva, neni ndichiziva Baba; ndinorashira makwai angu upenyu hwangu. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)15 Ƃaɓa seɀaʋanondiziʋa, neni ndiciziʋa Ƃaɓa; ndinorashira makwai aŋgu ʋupenyu bgaŋgu. See the chapterShona Bible 1949 revised 200215 Baba sezvavanondiziva, neni ndichiziva baba; ndinorashira makwai angu hupenyu hwangu. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika15 sokundiziva kunoita Baba, iniwo ndinoziva Baba, ndokusaka ndichiparadza upenyu hwangu kuitira hwai. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona15 sokundiziva kunoita Baba, iniwo ndinoziva Baba, ndokusaka ndichiparadza upenyu hwangu kuitira hwai. See the chapter |