Johane 1:48 - Shona BIBLE48 Nataneri akati kwaari, “Mandizivirepiko?” Jesu akapindura, akati kwaari, “Firipi asati akudana, uri munyasi momuonde, ndakakuona.” See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)48 Natanaeri akati kwaari: Mandiziʋirepiko? Jesu akapindura, akati kwaari: Firipo asati akuɗana, uri munyasi momuʋonde, ndakakuʋona. See the chapterShona Bible 1949 revised 200248 Nataneri akati kwaari, “Mandizivirepiko?” Jesu akapindura, akati kwaari, “Firipi asati akudana, uri munyasi momuonde, ndakakuona.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika48 Natanieri akati, “Ko mandiziva sei?” Jesu akamupindura achiti, “Firipi asati akudaidza, zviya uri pasi pomukuyu ndatenge ndakuona.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona48 Natanieri akati, “Ko mandiziva sei?” Jesu akamupindura achiti, “Firipi asati akudaidza, zviya uri pasi pomukuyu ndatenge ndakuona.” See the chapter |