Johane 1:46 - Shona BIBLE46 Nataneri akati kwaari, “Kune chinhu chakanaka chingabva Nazareta here?” Firipi akati kwaari, “Uya, uone.” See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)46 Natanaeri akati kwaari: Kunecinhu cakanaka ciŋgabva Nazareta here? Firipo akati kwaari: Ʋuya, uʋone. See the chapterShona Bible 1949 revised 200246 Nataneri akati kwaari, “Kune chinhu chakanaka chingabva Nazareta here?” Firipi akati kwaari, “Uya, uone.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika46 Natanieri akamuti, “Chiiwo chakanaka chingabve kuNazareti?” Firipi akati kwaari, “Uyaka uone.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona46 Natanieri akamuti, “Chiiwo chakanaka chingabve kuNazareti?” Firipi akati kwaari, “Uyaka uone.” See the chapter |