Johane 1:43 - Shona BIBLE43 Ava mangwana akada kuenda Gareriya, akawana Firipi; Jesu akati kwaari, “Nditevere.” See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)43 Aʋa maŋgwana akaɗa kuenda Garirea, akawana Firipo; Jesu akati kwaari: Nditeʋere. See the chapterShona Bible 1949 revised 200243 Ava mangwana akada kuenda Gariria, akawana Firipi; Jesu akati kwaari, “Nditevere.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika43 Ava mangwana Jesu akafunga zvokuenda kuGarirea ndokuwana Firipi akamuti, “Nditevere.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona43 Ava mangwana Jesu akafunga zvokuenda kuGarirea ndokuwana Firipi akamuti, “Nditevere.” See the chapter |