Johane 1:32 - Shona BIBLE32 Johani akapupura, akati, “Ndakaona Mweya achiburuka kudenga senjiva akagara pamusoro pake. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)32 Johane akapupura, akati: Ndakaʋona Mŋeya aciɓuruka kuɗeŋga senjiʋa, akagara pamsoro pake. See the chapterShona Bible 1949 revised 200232 Johani akapupura, akati, “Ndakaona Mweya achiburuka kudenga senjiva akagara pamusoro pake. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika32 Johani akapa umboo uhu hwokuti, “Ndakaona Mweya achiburuka kudenga senjiva akasvikogara paari. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona32 Johani akapa umboo uhu hwokuti, “Ndakaona Mweya achiburuka kudenga senjiva akasvikogara paari. See the chapter |