Online Bible

- Advertisements -




Johane 1:3 - Shona BIBLE

3 Zvinhu zvose zvakaitwa naye; kunze kwake hakuna kuitwa kunyangwe chinhu chimwe chakaitwa.

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

3 Ɀinhu ɀose ɀakaitwa naye; kunze kwake hakuna‐kuitwa kunyaŋge cinhu cimŋe cakaitwa.

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

3 Zvinhu zvose zvakaitwa naye; kunze kwake hakuna kuitwa kunyange chinhu chimwe chakaitwa.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

3 Zvinhu zvose zvakaitwa nemaari; hapana chisikwa chisina kusikwa naiye.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

3 Zvinhu zvose zvakaitwa nemaari; hapana chisikwa chisina kusikwa naiye.

See the chapter Copy




Johane 1:3

Follow us:

Advertisements


Advertisements